Movatterモバイル変換


[0]ホーム

URL:


Svetuka kuchirochemo
Wikipedia
Tsvaga

Huswa

Kubva Wikipedia

Huswa kananduwe (grass) zvinoreva madzinde anomera ane mashizha matete. Huswa hwakakosha kuchengeta ivhu kuti risakukurwa nemvura inoyerera pavhu kanamhepo inovhuvhuta. Huswa hunopawomafuro (chokudya) kuzvipfuyo nemhuka dzesango.

Mamwe Mazwi

[chinjirudza |chinjirudza mabviro]
  • Mwari wakati, Nyika ngaimeremwenje nemiriwo inobereka mbeu, miti inobereka michero: God said, “Let the earth put forthgrass, seed-producing plants, and fruit trees... (Genesis 1:11Bhaibheri reChiNdau).
  • Asi siya guri nenzinde dzawo mumavhu, rinebhande resimbi nethusi, munduhwe yomushango: But let the stump and itsroots, bound with iron and bronze, remain in the ground, in thegrass of the field.(Daniel 4:15Bhaibheri reChiNdau).
  • Chihwa kanaruhwa (n. Blade of grass).

Tsumo

[chinjirudza |chinjirudza mabviro]
  • Kanamwezha wapfumba mumwena munembeva. If the passage through grass is trampled, there is a rat in the hole.

Mitauro yeAfrika

[chinjirudza |chinjirudza mabviro]
  • Mururimi rweChiNdau vanotimwenje (grass) apa kurevahuswa.
  • Kikongo vanotimwenze (n. thatching grass) kureva huswa hwekupfirira.
  • VaNyoro vanoti-koba (to push a way through grass).Dor vanoti nduma (n. grass).
Nyukura kubva ku "https://sn.wikipedia.org/w/index.php?title=Huswa&oldid=105861"
Mupanguro:

[8]ページ先頭

©2009-2025 Movatter.jp