Movatterモバイル変換


[0]ホーム

URL:


Svetuka kuchirochemo
Wikipedia
Tsvaga

Helium

Kubva Wikipedia

helium a type ofgasi

Helium igas riri paelement number 2 kubva pahydrogen.Helium igas risiyana nehydrogen .For element number 3 seelithium

Helium laser

uses

[chinjirudza |chinjirudza mabviro]

Helium haibvire ndosaka yakabvisa hydrogen kubva kuma balloonslevitation.Hydrogen inobvira zvikuru ndosaka isingaiswe kumaballoom levitation.Helium isecond lightest gas rinozivikanwa muearth hydrogen ndonumber 1.Helium iri light 7 times lighter than air uye hydrogen iri twice lighter than helium.helium inochinja voice remunhu kubva kuremunhu mukuru kuriita rechidiki.Helium igas riri radioactive .Rinobuditsaalpha Radiation inozostopwa nehuman skin kana kuti thin paper.

Production

[chinjirudza |chinjirudza mabviro]

Helium inoble gas ende futi rinonetsa kuwana munyika.Vamwe vanoritora kubva ku Natural Gas natural gas iyi inenge ichibuda pasi ichienda mudenga.inowanzowanikwa, kunotorwa mapetrol pasi.Natural gas iyi rinotwa kuti riite liquid patemperature inosvika -200degrees celcius.Painoita liquid helium gas ndoinosara iri gas.Vamwe vanogadzira heliumKubva pafractional distillation of liquid air.Padistillation iyi panobuda magases anoti oxygen , nitrogen, helium , argon, neon , xenon.

Read in english

[chinjirudza |chinjirudza mabviro]

at english encyclopedia of wikipedia

Nyukura kubva ku "https://sn.wikipedia.org/w/index.php?title=Helium&oldid=87892"
Mupanguro:

[8]ページ先頭

©2009-2026 Movatter.jp