Movatterモバイル変換


[0]ホーム

URL:


Svetuka kuchirochemo
Wikipedia
Tsvaga

Hambautare

Kubva Wikipedia
Mufananidzo weHambautare

Hambautare (kurevacar; automobile kuChingezi) kanamota,chichovhwa chekututa chine mavhiri chinoshandiswa kufamba famba, kubva panzvimbo imwe kuenda kumwe. Tsanangudzo zhinji dzehambautare dzino vanzoti; dzinomhanya mumigwagwa pakazhinji, dzinogarisavanhu vanosvika kumasere, dzine mavhiri mana, uye dzinonyanya kutakura vanhu kwetezvinhu.[1][2]

Mhando yekututa inowanzo famba pamusoro pevhu uchishandisa simba reinjini yayo kanamota. Zvisinei, kune dzimwewo dzinogona kufamba pamusoro pemvura, uye parizvino makambani akati wandei pasirese ari kuita tsvagiridzo yekugadzirisa hambautare dzinenge dzichibhururuka mudenga.

Kune mhando dzakawanda dze hambautare: hambautare diki, idzi dzinogona kutakuravatakurwi chete uye dzinogona kutakura mutyairi mumwe chete uye inogona kutakura vanhu vana.Magonyeti makuru anotakura anosvika kuvanhu vasere.

Zvimwe zvityovhwa senge madutavanhu, imhando wo ye zvityovhwa zvekututa asi anowanzo kuzidanwa seboka rakakosha, rakafanana nemagonyeti ayo ari makuru ezvityovhwa. Kune ese marudzi ebatanidzwa pakati pemhando idzi.

Mabviro eruzivo

[chinjirudza |chinjirudza mabviro]
  1. Fowler, H.W.; Fowler, F.G., eds. (1976).Pocket Oxford Dictionary. Oxford University Press.
  2. "hambautare" yakatariswa: 4 nyamavhuvhu 2021
Nyukura kubva ku "https://sn.wikipedia.org/w/index.php?title=Hambautare&oldid=108266"
Mupanguro:

[8]ページ先頭

©2009-2026 Movatter.jp