Movatterモバイル変換


[0]ホーム

URL:


Svetuka kuchirochemo
Wikipedia
Tsvaga

Gumiguru

Kubva Wikipedia
<<Gumiguru>>
SvoMvhChpChtChnChsMg
12
3456789
10111213141516
17181920212223
24252627282930
31

Gumiguru (kurevaOkutobha paChishongrish) mwedzi wechigumi muKarenda ye Chivanhu neyaGregori, Une mazuva makumivirinepfumbamwe kana makumimatatu zvichienderana nenzvimbo ye mwedzi muchadenga, muKarenda ye Gregori unemazuva makumimatatu-nerimwe. Patsika kudzana kunonzi ‘mukwerera’ unoitwa mumwedzi uno. Gumiguru inoratidza kutanga kwemvura.[1]

Vambo rezita

[chinjirudza |chinjirudza mabviro]

Rinoreva kuti "big ten" muChirungu nekuti mwedzi waGumiguru ndimwedzi wechigumi pakati pemwedzi dzese.

Mwaka

[chinjirudza |chinjirudza mabviro]

Mwaka wakaoma unosvika pakakwirira - pachinyakare unonzi mwedzi wekuzviuraya - "dai kwainaya". Nhamba dzenzou dzakakomberedza makomba emvura dzakakwirira kusvika kukuvadza dzimwe mhuka.[2]

Tsika dzevanhu

[chinjirudza |chinjirudza mabviro]

Mabviro eruzivo

[chinjirudza |chinjirudza mabviro]
  1. https://zimboriginal.com/shona-names-of-months/#March
  2. "Archive copy". Archived fromthe original on 2021-06-26. Retrieved 2021-06-26. 
Nyukura kubva ku "https://sn.wikipedia.org/w/index.php?title=Gumiguru&oldid=110085"
Mipanguro:

[8]ページ先頭

©2009-2025 Movatter.jp