Movatterモバイル変換


[0]ホーム

URL:


Svetuka kuchirochemo
Wikipedia
Tsvaga

Ghini

Kubva Wikipedia
Rudhende rwe Ghini
National motto: Travail - Justice - Solidarité

Ghini (kurevaGuinea) pachihofisi ichinziRudhende rwe Ghini (Fur:République de Guinée), inyika nyika yechikosti iri kuMadokero e Afurika. Inoganhurana neGungwa re Atlandiki,Ghini-Visawu kumaodzanyembaemadokero,Senegari kumaodzanyemba,Maari kumaodzanyembaemabvazuva,Khote Dhi Vhwa kuchamhembechemabvazuva, uyeSiera-Leyoni neRibheriya kuchamhembe. Dzimwe nguva inombodanwa ichinziGhini-Konakiri sokutodza gutaguru rayoKonakiri, kuisiyanisa nemamwe materitori murhijoni iyoyo sengeGhini-Visawu neGhini YoMutsazanisi. Ine huwandu hwe vanhu we 13.5 miriyoni ne ruwa rwe 245,857 skweya makiromita (94,926sk mi).

Vanhu vekuGhini vanonziVaghini uye munhu mumwechete anonziMughini/Mghini.

Galerie

[chinjirudza |chinjirudza mabviro]


v · d · m
Afurika
Afurika ChamhembeAngolaArujeriyaBheniniBhurukina FasoChadhiEriteriyaEswatiniGabhoniGambiaGhanaGhiniGhini-VisawuGhini YomutsazanisiIjipitaItopiyaJibhutiKabho VheriteKameruniKenyaKomoriKote Dhi VhwaMaariMalawiMatagadzikwaMazambukoMorishasiMoritaniMorokoNaijeriyaNamibhiyaNayizheRibheriyaRibhiyaRudhende rwe Afurika YepakatiRudhende rwe VukongoRwandaSao Tome ne PurinzipeSenegariSeyisheriSiera-LeyoniSomariyaSudhaniSudhani ChamhembeTanzaniaTogoTunisiaUtemabanze we Rudhende rwe VukongoVugandaVurundiVusutuVutswanaZambiaZimbabwe

Utemabanze we Rudhende rweVuarabhu rweSaharawiSomarirandi

Mavuso anozivikanwa zvishoma

(Speini)Canary Islands /Ceuta /Melilla • (Putugaro)Madeira • (Furanzi)Mayotte /Réunion • (United Kingdom)Saint Helena /Ascension Island /Tristan da CunhaSahara ye Madokero

Zvisi ne Materitori ekunze
Nyukura kubva ku "https://sn.wikipedia.org/w/index.php?title=Ghini&oldid=111847"
Mipanguro:

[8]ページ先頭

©2009-2026 Movatter.jp