Movatterモバイル変換


[0]ホーム

URL:


Svetuka kuchirochemo
Wikipedia
Tsvaga

Chimbuzi

Kubva Wikipedia

Chimbuzi (toilet, latrine) imba inoshandiswa senzvimbo yokurasa tsvina kana mutundo unobuda pamunhu. Mavakirwo akaitwa chimbuzi anosiyana nokuti vanhu vanoda chakaita sei. Kunzvimbo dziri kumaruwa chimbuzi rinenge riri gomba riri pasi pemba yacho inopindwa; gomba iri rinenge rakavharwa posiyiwa buri rokuti munhu anorasiramutundo kanadhodhi

Nyukura kubva ku "https://sn.wikipedia.org/w/index.php?title=Chimbuzi&oldid=32409"
Mupanguro:

[8]ページ先頭

©2009-2026 Movatter.jp