Movatterモバイル変換


[0]ホーム

URL:


Svetuka kuchirochemo
Wikipedia
Tsvaga

Chikumi

Kubva Wikipedia
<<Chikumi>>
SvoMvhChpChtChnChsMg
12345
6789101112
13141516171819
20212223242526
27282930

Chikumi (kurevaJunhi paChishongrish muKarenda ya Gregori) kanaMandundu izita remwedzi wechinhanhatu mugore, uye rinomaka chikamu chegore. Mumwedzi wechikumi kukohwa kunenge kwapera, ikozvino zvirimwa zvapararira kuti zviome pa 'matara' akaiswa. Inguva inotarisirwa kwazvo yevana. Ivo vanopfuura nemuminda vachiunganidza chero zvirimwa zvasara, uye vanoshandisa izvi zvekudya kutamba imba ('mahumbwe'). Vafudzi-vakomana vanotorawo zororo sezvo mhuka dzinosiiwa dzichidzungaira muminda. Mombe dzinogona kudya zviyo zvakasara, makoko, mashizha nemashanga.[1]

Mwaka

[chinjirudza |chinjirudza mabviro]

Kubva kuna Kubvumbi kusvika kunaGumiguru mwaka weZimbabwe inguva wemwaka wakaoma, hapana mvura inonaya, uye hunyoro hwakaderera. Mhuka dzesango dzinozotenderedza makomba emvura nenzizi kana mamwe matsime emvura aoma.

Mwaka mumwedzi waChikumi ndi:

Mutsika dzevanhu

[chinjirudza |chinjirudza mabviro]
  • Chikumi izita munyika yeZimbabwe, rinonyanyo pihwa kuvakomana, izita reChishona richimirira mwedzi unezita rimwe.
  • Kunyangwe kuVarunguJune izita remunhu, asi rinonyanyo pihwa vasikana.

MuRuambanyeredzi pane masaini maviri ezodhiyaki:

Mabviro eruzivo

[chinjirudza |chinjirudza mabviro]
  1. https://web.archive.org/web/20210625093338/https://zimboriginal.com/shona-names-of-months/#June Yakatariswa: 25 Chikumi 2021
Nyukura kubva ku "https://sn.wikipedia.org/w/index.php?title=Chikumi&oldid=112527"
Mipanguro:

[8]ページ先頭

©2009-2026 Movatter.jp