Movatterモバイル変換


[0]ホーム

URL:


Svetuka kuchirochemo
Wikipedia
Tsvaga

Chifurenji

Kubva Wikipedia
Chifurenji
Nharaunda:Chakabva kuFuranzi,

Chinotaurwa pasi rose senge ku:

Rudzi rwe

vatauri:

Vafurenji
Vatauri:76.8zvuruzvauru/mamiryoni pasirose

321zvuruzvauru/mamiryoni

Mhuri ye

mutauro:

Indo-Yuropu
Mafomu ekare:Chiratini Chekare
  • Classical Latin
    • Vulgar Latin
      • Old French
        • Middle French
Bumbiro re

mabhi:

Chiratini (Mabhi eChifurenji)

Bhraili ye Chifurenji (Braille)

Statasi ye uhofisi
Unoshandiswa:Nyika 29
  • 10 dependent ne dzinyasi-rhijoni entities
Unorheguletwa:
  • Bato reKebheki reMutauro weChifurenji(Kebheki)
Makhodhi e Mutauro
ISO 639-1fr
ISO 639-2fre (B)fra (T)
ISO 639-3fra
Glottologstan1290
Linguasphere51-AAA-i

Chifurenji (Fur:français,Nge:French) kanaChifuranzi mutauro wekuFuranzi, uyeMitauro ye Chirhoma pamwechete neChispeini,Chiputukezi,Chiitari,Chiromania neChikatara,Chiratini uyeChikwiyori (Speini-Kwiyori kana Furenji-Kwiyori). Chifurenji (pamwe nedzimwe nzvimbo dze Furanzi) chinotaurwa muChamhembe cheBherujyamu, Madokero eSwitsarendi,Rakisambhegi, neKanadha. Uye inotaurwa munyika dzeAfurika sengeUtemabanze weRudhende rweVakongo,Senegari,Maari,Seyisheri,Chadhi nedzimwe, uye Chamhembechemabvazuva eEzhiya neAmerika akatorwa neFuranzi.

Furenji kudzimwenyika

[chinjirudza |chinjirudza mabviro]
  • Mutauro wenyika pamwe nemimwe mitauro
Switsarendi (mutauro wenyika, kunyanya kudunha dzemadokero)
Bherujyamu (mutauro wenyika kunyanya mumuvuso weWalonya (Wallonia) )
Rakisambhegi

Mitauro yenzvimbo

Itari munzvimbo yenyika inzonziVal d'Aoste

Mutauro mukuru wenyika

Mutauro weAdministrative:

Mutauro wechikoro nekutaudzana, asi kete mutauro wenyika mu:

  • Mutauro mukuru wenyika yeHaiti
  • Mutauro wekutonga munyika yeRudhende rwe Dhominika
  • Mumwe mutauro weKanadha pamwe nemumwe; mutauro mumwechete mupurovhinzi yeKebheki (Quebec) (13% yehuwandu ye maKanadha inoziva Chifurenji, 18% yehuwandu inoziva mitauro mbiri).

Mabviro eruzivo

[chinjirudza |chinjirudza mabviro]
  1. 'Nyika dzekuAfrika dzino fundisa Chifurenji' Yakatariswa: 8 Chikunguru 2021
Nyukura kubva ku "https://sn.wikipedia.org/w/index.php?title=Chifurenji&oldid=110722"
Mipanguro:

[8]ページ先頭

©2009-2026 Movatter.jp