Movatterモバイル変換


[0]ホーム

URL:


Svetuka kuchirochemo
Wikipedia
Tsvaga

Chiedza

Kubva Wikipedia

Chiedza (Chirungu:light ) zvinoreva masaisai anobvisa rima panzvimbo anova ndiwo tinogamuchira mumaziso edu patinoti tiri kuona. Chiedza chingabva kuzuva kana umwemwenje wakaita sekenduru,moto nerambhi. If you know anyone called Chiedza, you very are blessed. Cherish her or him because they work hard for you. In other words, they shine the light for you.

Zhenje (grass torch) kureva chiswa chiri kushandiswa semwenje.

Kurerutsa Mutauro

[chinjirudza |chinjirudza mabviro]
  • Rujeko (light, dawn).
  • Ruvheneko (light).
  • Kuvheneka (to give light).
  • Mwenje (lamp).
  • Kuhwitudza kana kuringirira (reflect) zvinotaura chiitiko chokuti chiedza chikawira pachiro chinovaima, chinotumuka kubva pachiro ichi. Sokuti kana munhu akamira pamberi pechiringiro anoona uso hwake pachiringiro nokuti chiedza chabva pauso hwake chinoti kana chawira pachiringiro chinodzoka kwaari.
  • Kungarikira (Translucent; allows light to shine through without detailed images) kureva chinhu chinotendera chiedza kudarika asi chizingawonekere zvakajeka.

Rujekese (to make things clear, enlightenment) apa kutaura kuisa nhau pachena kana kuunza kunzwisisa, kana nguva yokunge vanhu vajekerwa nezvinhu.

Tungidzamwenje tione kwatinoenda.

Mamwe Mazwi

[chinjirudza |chinjirudza mabviro]

Mazwi eBantu

[chinjirudza |chinjirudza mabviro]
  • VaKongo vanotimwini (n.sunshine, sunlight, daylight) kureva chiedza chezuva. Mamwe mazwi:mini (n.light) kureva chiedza.Minika (v. enlighten; show a light)kuvheneka.
  • Barotse vanotiliseli (n. light) zvichirevachiedza.Basotho vanotileseli kanamaseli (n. light) zvichirevachiedza.
  • Mang'anja vanotikuera (to be white or light) kurevakuchena. Mamwe mazwi:kuyera (of whiteness, cleanliness, brightness, clearness, purity, holiness) kurevakuchena.
  • VaMbugwe vanotiweero (light) kurevachiedza.Baila vanotimumoni (n. light) kureva chiedza.Herero vanoti yerisa (v. enlighten; make pure, bright, polish).
  • VaTaita vanotikuela (v. to be light) kurevakuyedza.Kwama vanoti shaŋa (v. shine, 2. be on 3. light, dawn).
Nyukura kubva ku "https://sn.wikipedia.org/w/index.php?title=Chiedza&oldid=92469"
Mupanguro:

[8]ページ先頭

©2009-2025 Movatter.jp