Chidzidzo (kuChingezi: lesson) kanachifundo inzira yekudzidza kana chiito chekupa ruzivo, kubva kumunhu ane ruzivo, chokwadi uye uchenjeri uzhinji kune mumwe munhu ane ruzivo rwakaderera pamusoro pezvinhu zvirikudzidzwa.
Nzvimbo yakajairika inowanzo unzwa zvidzidzo kuvanhu ndeyechikoro, ukomudzidzisi anoparuzivo kunevadzidzi. Chidzidzo mumamiriro akadaro chinowanzove chaka setwa chakaganhurwa kuti chifokasa pazvidzodzo zvinokwana mukarikyuramu inoenderera nezvinodiwa nehurumende uye nechikoro chacho. Kazhinji zvinosanganisira zvinhu zvakaita sesainzi (chemishonga,fundoyetsimba,ruambamhenyu nezvimwe), uyechitendero (dzimwe nguva),nhoroondo,mitauro,uvaranomwe uyemhanzi (dzimwe nguva futi). Zvakare kune kudzidza kwepamusoro uko kune zvifundo zvizhinji saka kunotendera kuti vadzidzi vasarudze zvavanoda kudzidza kubva pane zvidzidzo zvakawanda uye zvakasiyana.
Paunenge uchigadzira chirongwa chechidzidzo zvakajairwa kutarisa zvinotevera: