Kudhakwa kanakudhakiwa (to be drunk).
- VaKongo vanotinkolwa (n. alcohol, drunkeness, intoxication, intoxicated with pride & deceit)hudhakwa. VaKongo vanotikolesa (cause to be drunk) kurevakudhakiswa.
- Baila,VaKongo,VaShambala neUmbundu vanotikukolwa (to be drunk, to be tipsy, intoxicated, stupefied) kurevakudhakwa.
- VaLozi vanoticakolwa (n. drunkard) kurevachidhakwa. Mamwe mazwi:butakwa kanabucakolwa (drunkenness) kureva hudhakwa.
- MaZulu vanotidaka (. Intoxicate (make drunk)) kurevakudhaka. Mamwe mazwi:dakisa (make drunk, cause another to become drunk) vachirevakudhakisa.
- MaZulu vanotidaka (v. Make heady, conceited) kurevakudhaka. Muenzaniso:Impumelelo yakhe isiyamdaka (His success is now turning his head).