Movatterモバイル変換


[0]ホーム

URL:


Svetuka kuchirochemo
Wikipedia
Tsvaga

Chibhunu

Kubva Wikipedia
Chibhunu
Unonzizve:Chiafurikaanzi, Chimwanadhachi
Ichizvarwa che:Afurika Chamhembe,Namibhiya
Vatauri:
Vatauri

vokuzvarwa:

7.2 miriyoni (2016)

10.3 miriyoni

  • L2 vatauri vechipiri muSA (2002)
Mhuri ye

mutauro:

Chiindo-Yuropu
Mhando dze

Kare:

Chifurenkishi (frankish)
Keruro ye

kunyoresa:

Fomu

rokudhindwa:

Signed Afrikaans
Stasi yo Uhofisi:
Mutauro we

chihofisi:

Afurika Chamhembe
Unoremekedzwa

ku:

Namibhiya
Regulated byDie Taalkommissie
Makhodhi e mitauro
ISO 639-1af
ISO 639-2afr
ISO 639-3afr
Glottologafri1274
Linguasphere52-ACB-ba

Chibhunu (nge.Afrikaans; zvichireva kutiMwafurika), kanaChimwanadhachi, mutauro weChidhachi chemadokero unotaurwa kuAfruika Chamhembe,Namibhiya, uye, kuushoma kuVutswana,Zambia, uyeZimbabwe. Yakakura kubva pa Chidhachi cheHolland (mutauronyina we Chiholandi) unotaurwa ne Vayuropu (Chidhachi,Chifurenji, uyeChijerumani) vakagara ne varanda vavo muAfurika Chamhembe, kwayakatanga kukura zvakasiyana muzanagore rechi 18. Chibhunu unofungirwa kuva Chikreole asi chechishoma kwete chizhinji.

Tarisai futi

[chinjirudza |chinjirudza mabviro]
Nyukura kubva ku "https://sn.wikipedia.org/w/index.php?title=Chibhunu&oldid=98156"
Mipanguro:

[8]ページ先頭

©2009-2025 Movatter.jp