Chiaushi mutauro unowanikwa muZambia.
- Aushi inoti taata (n. father) kurevababa. Mamwe mazwi: ifintu kurevazvinhu.
- Aushi inoti ingulube (n. wild pig; boar) kurevanguruve. Mamwe mazwi: ibwe (n. stone) kurevaibwe.
- Aushi inoti nyina (n. mother) kureva amai. Mamwe mazwi: impuno (n. nose) kurevamhuno.
- Aushi inoti ukuboko (n. arm) kurevaruwoko. Mamwe mazwi: ikisansa (n. hand) kurevachanza.
- Aushi inoti indeke (n. bird) kurevandege. Mamwe mazwi: ukulemba (v. to write).
- Aushi inoti ukupa (v. to marry) kurevakuroora. Fananidzai nokutikukupura kana gupuro?
- Aushi inoti ukufumuka (to expire; be expired). Mamwe mazwi: ukufuma (to be from).
- Aushi inoti ukuboma (to work; working) kurevakushanda. Mamwe mazwi: umukowa (n. clan) kurevadzinza.
- Aushi inoti umupya (new) kurevamutsva. Mamwe mazwi: mushi (n. village) kurevamusha.
- Aushi inoti abafyashi (n. parents) kurevavabereki. Mamwe mazwi: -mbi, pambi, bambi (other).
- Aushi inoti ibeere (n. breasy) kureva zamu. Mamwe mazwi:amasako kanaamapindo (n. feathers).
- Aushi inoti ukusamba (v. to swim) kurevakushambira. Mamwe mazwi: ukubuuta (white).
- Aushi inoti ukupya (v. burn) kurevakutsva. Mamwe mazwi: ikumbi (n. cloud) kureva gore.
- Aushi inoti ichipamba (n. rhinocerous) kurevachipembere. Mamwe mazwi: ichalo (n. world).
- Aushi inoti chitemene (n. shifting cultivation). Mamwe mazwi: ukutekanya (v. to wait patiently).
- Aushi inoti mukwai (n. Sir; Madam). Mamwe mazwi: umutande (n. sequence).
- Aushi inoti umutende (n. peace) kurevarugare. Mamwe mazwi: ichiwi (n. ghost) kurevachipoko.
- Aushi inoti imbalala (n. groundnuts) kurevanzungu. Mamwe mazwi: imfumu kureva ishe.
- Aushi inoti isabi (n. fish) kurevahove. Mamwe mazwi: ulutanda (n. star) kurevanyenyedzi.
- Aushi inoti akashinshi (n. island) kurevachitsuwa. Mamwe mazwi: umusambi (n. student) kurevamudzidzi.
- Aushi inoti umwonga (n. river) kurevarwizi. Mamwe mazwi: umuchele (n. sand) kureva jecha.
- Aushi inoti umuseke (n. basket) kurevabhasiketi. Mamwe mazwi: ulubuto (n. light) kurevachiedza.
- Aushi inoti ulupili (n. hill; mountain) kurevagomo. Mamwe mazwi: ululamba (n. valley).
- Aushi inoti ulushishi (n. rope) kurevatambo. Mamwe mazwi: ubulwele (n. sickness; disease).
- Aushi inoti ikisuma (adj. good) kurevachakanaka. Mamwe mazwi: ukuwema (adj. good).
- Aushi inoti ichuma (n. money) kurevamari. Mamwe mazwi: kalulu (n. rabbit) kurevatsuro.
- Aushi inoti umulumemndo (n. young man) kurevamukomana wechidiki. Mamwe mazwi: masomo (n. lesson).
- Aushi inoti ukusendama (v. sleep) kurevakurara. Mamwe mazwi: usendame bwiino (sleep well).
- Aushi inoti Leesa (n. God) kurevaMwari. Mamwe mazwi: Leesa akupaale (God bless you).
- Aushi inoti saana (very) kurevazvakanyanya. Mamwe mazwi: mupepi (near).
- Aushi inoti mupongoshi (n. in-law). Mamwe mazwi: ukukila (to surpass).
- Aushi inoti kwelu (n. anthill) kurevachuru. Mamwe mazwi: mulilo kureva moto.
- Aushi inoti ikilundu (n. bark fabric; cloth of tree bark).
- Aushi inoti ukukosa (v. to say) kurevakutaura.
[1]
- ↑https://www.researchgate.net/publication/366698144_Nominal_Phrase_Structure_in_Ikyaushi_M402