Movatterモバイル変換


[0]ホーム

URL:


Svetuka kuchirochemo
Wikipedia
Tsvaga

Charaka

Kubva Wikipedia

Muchidzidzo chePimanyika,charaka (Cone) izwi rinoreva chiumbwa chine uso huviri; humwe uso huri hwaro hwedenderedzwa huri pamutsendo, uso hwepiri huri uso hunopfirira hwaro kusvika pachisuvi (apex). Nguva zhinjichisuvi chinenge chakaita mutwi nemunzi wepakati (centre) pedenderedzwa riri pauso hunova hwaro.

Shoko reShona rokuticharaka rinotodzana necharaka chinowanikwa paduwo rinoteyeswa hove chine kuumbwa kweiya inonzi "cone kuEnglish". Hove inopinda nekwakapamhama, yave mukati charaka chakamanika zvokuti hove inotadza kubuda.

Charaka chinoumbwa kana tikatenderedzagonyonhatu yemutwi pahwaro hwayo, ichiita monerapo padivi rakarurama pahwaro.

Tsika

[chinjirudza |chinjirudza mabviro]

Kare kare varimi vaivakadununu rokuchengetera chibage chinege chakororwa. Dununu raitaridzika sedenga rekicheni yekumaruwa rakasunamiswachisuvi chichiva pasi - uku ndiko kuumbwa kwecharaka. Vamwe vatauri vanotidununu ndirorujada,rudada kanachitanangare.

Ice cream iri mucharaka, Japan
Nyukura kubva ku "https://sn.wikipedia.org/w/index.php?title=Charaka&oldid=51970"
Mupanguro:

[8]ページ先頭

©2009-2025 Movatter.jp