Movatterモバイル変換


[0]ホーム

URL:


Svetuka kuchirochemo
Wikipedia
Tsvaga

Chadhi

Kubva Wikipedia
Rudhende rwe Chadhi
National motto: Unité - Travail - Progrès

Chadhi (kurevaChad;Ara: تشاد Tšād;Fur: Tchad) kanaTshadhi, uye akan sepachihofisi ichinziRudhende rwe Chadhi, inyika yakakomberedzwa nedzimwe iri kumaodzanyemba kweAfurika. Nyika dzakaikomberedza dzinosanganisa:Sudhani kumabvazuva,Rudhende rwe Afurika Yepakati kuchamhembe,Kameruni neNaijeriya kuchamhembe kwakadziva kumadokero uyeNayizhe kumadokero.

Chadhi yakapatsanuka kuita matunhu mana anoti: gwenga riri kumaodzanyemba; nzvimbo isina mvura yeSaheru iri pakati penyika; nenzvimbo yemiti nesora iri kuchamhembe.Nyanza Chadhi panova ndipo panobva zita renyika iyi ndiyo yechipiri pakukura kwematoro muAfrica.

Gutaguru reChadhi rinonziN'Djamena uye ndiro guru kupinda mamwe maguta. Nyika ye Chadhi ine marudzi nendimi dzinotaurwa dzinodarika 200. Mitauro yechihofisi inosanganisaChiarabhu neChifurenji, uye ruzhinji rwe vanhu vanotendaChiyisalama neChikristu.

Vanhu vekuChadhi vanonziVachadhi uye munhumumwe anonziMuchadhi/Mchadhi.

v · d · m
Afurika
Afurika ChamhembeAngolaArujeriyaBheniniBhurukina FasoChadhiEriteriyaEswatiniGabhoniGambiaGhanaGhiniGhini-VisawuGhini YomutsazanisiIjipitaItopiyaJibhutiKabho VheriteKameruniKenyaKomoriKote Dhi VhwaMaariMalawiMatagadzikwaMazambukoMorishasiMoritaniMorokoNaijeriyaNamibhiyaNayizheRibheriyaRibhiyaRudhende rwe Afurika YepakatiRudhende rwe VukongoRwandaSao Tome ne PurinzipeSenegariSeyisheriSiera-LeyoniSomariyaSudhaniSudhani ChamhembeTanzaniaTogoTunisiaUtemabanze we Rudhende rwe VukongoVugandaVurundiVusutuVutswanaZambiaZimbabwe

Utemabanze we Rudhende rweVuarabhu rweSaharawiSomarirandi

Mavuso anozivikanwa zvishoma

(Speini)Canary Islands /Ceuta /Melilla • (Putugaro)Madeira • (Furanzi)Mayotte /Réunion • (United Kingdom)Saint Helena /Ascension Island /Tristan da CunhaSahara ye Madokero

Zvisi ne Materitori ekunze
Nyukura kubva ku "https://sn.wikipedia.org/w/index.php?title=Chadhi&oldid=110718"
Mipanguro:

[8]ページ先頭

©2009-2025 Movatter.jp