Movatterモバイル変換


[0]ホーム

URL:


Svetuka kuchirochemo
Wikipedia
Tsvaga

Kanadha

Kubva Wikipedia
(runangakatsva kubva kuCanada)
Canada
National motto: From Sea to Sea

Kanadha (kurevaCanada) inyika iri muziwumbe reAmerika Maodzanyemba iri kuMaodzanyemba kweMubatanidzwa we Mavuso e Amerika; nyika nmbiri idzi dzine muganhu pamuyeramwaka +49o.

Kanadha imwe yenyika dzakatapwa neBhuritani dzine hugari hwevarungu hwawanda kudarika varidzi venyika vakawanikwa munyika iyi. Imwe yenyika dzinehugari hwamira saizvozvi ndiyoOstireriya. Varidzi venyika vakawanikwa vari muKanadha neOstireriya vanodanwa kunzi maAboriginals; zvisingarevi kuti marudzi aya munyika mbiri idzi ane ukama asi kuti ndivozvidzazvepo.

Kare varidzi venyika vaidanwa kunziVaindo Vatsvuku muKanadha asi pari zvino vanodanwa kunziAboriginals kana kutiFirst Nations.

Prime Minister Justin Trudeau


Amerika Maodzanyemba

Andigwa ne Bharibhudha ·Bharibhadhosi ·Bhelize ·Dhominika ·Eri Savhadho ·Girenadha ·Gwatemala ·Haiti ·Hondurasi ·Jamaika ·Kanadha ·Kosta Rika ·Kyubha ·Mabhahama ·Mehiko ·Musande Kitsi ne Nevhisi ·Musande Rukia ·Musande Vhinzone na Girenadhinezi ·Nikaragwa ·Panama ·Rudhende rwe Dhominika ·Trinidhadha ne Tobhago ·Mubatanidzwa weMavusi

Nyika

Angwila ·Arubha ·Bherumudha ·Bhonayi ·Zvitsuwa zve Bhuritani Virigo ·Zvitsuwa zva Kayimani ·Kyurakao ·Girinilandi ·Ghaudhelupu ·Matinike ·Mondiserati ·Chitsuwa Navhasa ·Pweto Riko ·Musande Bhatelemi ·Musande Maritini ·Musande Petro ne Mikeroni ·Saba ·Sinthi Ustashisi ·Zvitsuwa zve Maturuki ne Kaikosi ·United States Virgin Islands

Zvisi ne Materitori ekunze


North America
United States of America |Canada |Mexico
Nyukura kubva ku "https://sn.wikipedia.org/w/index.php?title=Kanadha&oldid=110378"
Mipanguro:

[8]ページ先頭

©2009-2025 Movatter.jp