Movatterモバイル変換


[0]ホーム

URL:


Svetuka kuchirochemo
Wikipedia
Tsvaga

Nyuchi

Kubva Wikipedia
(runangakatsva kubva kuBumha)
Nyuchi

Nyuchi kapembenene kanogadzirahuchi kanowanikwa muAfrica uye kune zvimwezviwumbe zvinosanganisiraAsia,Europe,North America¸ neSouth America.

  • Mhora kana kuti ndamo (beeswax) zvinoreva izvo zvakagadzira midende inovakwa nenyuchi kuti dziise huchi hwadzo
  • Donganyuchi mukono wenyuchi; idzi nyuchi hadzina rumborera uye hadzibate basa rekuunganidza mhodzi kananectar. Basa radzo kutanda hadzi kuti dziite vana.
  • Basi,pasi,nhonhongora,nhonongora,mhubudza (Small stingless bee living in trees) imhando yenyuchi isingarume inogara mumiti.
  • Hwodza,bocha kanamonga (Bee: stingless, living in termite mounds) imhando yenyuchi isingarume inogara muguru pachuru.
  • Bupira kanabute (Swarm of insects; abundance of flying insects) zvinoreva nyuchi zhinji dziri kubhururuka - an abundance of flying insects, a swarm.
  • Mukuze (a large group of bees, moving together).
  • Kutota (to suck as bees on flowers) zvichireva kusveta sezvinoita nyuchi pamaruva. Zvichida izwi iri rinotodzan nezitaNyatsimba Mutota
  • Mudzinga (Bees' nest with long approach from which honey is taken for some years in succession).
  • Gonera kanamhako (bees nest among rocks) kureva dendere renyuchi riri pakati pematombo.

Kurerutsa Mutauro

[chinjirudza |chinjirudza mabviro]
  • Mudza (1. Inaccessible place. 2. Space below raised building).
  • Nyuchi dziri mudza: the bees are in an inacessible place (i e in space between two stones, to which hand cannot penetrate).
  • Uya nekasha riri mudza meguyo: fetch the snuffbox from under the grindstone.
  • Nyuchi mumukoko dzinorarama nemukowozanwa, dzichibatirana mabasa.

Bumha

[chinjirudza |chinjirudza mabviro]

Bumha kanabumbira (swarm of insects) zvinoreva kuwungana kwezvinhu zvidiki zvakafanana. Vamwe vatauri vanotibunguzeze kanapungu. Somuenzaniso kune bumha renyuchi kana bumha remago.

Zvirevo

[chinjirudza |chinjirudza mabviro]
  • Nhonhongora kudya chayo, kukumbirirei uchi kudondi. A big bee eats from its own and does not ask for honey from a smaller bee.
  • Ruva rasvava harikwezvi nyuchi. A wilting flower does not attract bees.

Mitauro yeBantu

[chinjirudza |chinjirudza mabviro]
  • VaMaconde vanotiimbai, kanaumbai kanaambai (bee) kurevanyuchi.Ambayi izita remhuri.
  • VaGiryama vanotibumba (swarm of bees or wasps) kurevabumha renyuchi.
  • VaGiryama vanotinyuchi (bees) kurevanyuchi.Nsenganzimu (n. bee) kurevanyuchi.
  • Giryama vanotimulondzi (mason bee) kureva nyuchi dzinovaka nedhaga.
  • Chewa vanotimasa a njuchi (1. bee bread - pollen stored buried in a honeycomb; 2. honeycomb).
  • BaKalanga vanotimonga (n. honey made underground by small black bees which do not sting).
Nyukura kubva ku "https://sn.wikipedia.org/w/index.php?title=Nyuchi&oldid=105953"
Mupanguro:

[8]ページ先頭

©2009-2025 Movatter.jp