Movatterモバイル変換


[0]ホーム

URL:


Svetuka kuchirochemo
Wikipedia
Tsvaga

Bhodhoro

Kubva Wikipedia
Bhodhoro

Bhodhoro (bottle in English) chinu chine mutsipa wakatetepa uchienda kumuromo wakavhurika. Bhodhoro chinu chakagadzirwa nenzira yekuti chinokwaniswa kuvhara nechivharo chinomonerwa kumuromo kwacho kwakavhurika. Mabhodhoro anokwanisa kunge akagadzirwa negirazi,simbi, plastic zvichingodaro.

Mabhodoro akakosha zvikuru pakutengeserana nokuti anoshandiswa kutakuramutuvi wakasiyana inotengeswa.Mafuta,mukaka,doro,mushonga,mvura zvichingodaro zvinotengeswa zviri mubhodhoro.

Nyukura kubva ku "https://sn.wikipedia.org/w/index.php?title=Bhodhoro&oldid=45247"
Mupanguro:

[8]ページ先頭

©2009-2025 Movatter.jp