Movatterモバイル変換


[0]ホーム

URL:


Svetuka kuchirochemo
Wikipedia
Tsvaga

Bherarusi

Kubva Wikipedia
Republic of BelarusРэспубліка Беларусь
Mureza wePoland
Rwiyo: Дзяржаўны гімн Рэспублікі Беларусь, "Dziaržaŭny himn Respubliki Bielaruś"

Bherarusi (kurevaBelarus, Белару́сь) kanaBhelarusi, pachihofisi inonziRudhende rwe Bherarusi, inyika yakakomberedzwa muMabvirazuva e Yuropu. Yakaganhurwa neRhashiya kumabvazuva ne kumaodzanyembaemabvazuva, Vukrani kuChamhembe, Polandi kumadokero, uye Ritwaniya uye Rativhiya kumaodzanyembaemadokero. Inofukidza ruwa runosvika 207,600skweya makiromita (80,200sk mi) uye huwandu wevanhu unosvika 9.2 miriiyoni, Bherarusi inotora chinzvimbo chigumitatu pakukura uye chinzvimbo che makumi pakuwanda kwevanhu muYuropu.

Guta guru racho iMinsk.

Nyika iyi ine miganhu neRhashiya,Rativhiya,Vukireni,Polandi neRitwaniya.


Yuropu

Andora ·Arubhaniya ·Arumeniya ·Azeribhaijani ·Bherarusi ·Bherujyamu ·Bhoziniya ne Herizegovhina ·Bhuritani ·Bhurugariya ·Cheki ·Dhanemaki ·Estonia ·Furanzi ·Holandi ·Hlovhakiya ·Hlovheniya ·Hungariya ·Itari ·Jojiya ·Jerumani ·Kazakhistani ·Kurohesha ·Maruta ·Masedhoniya Maodzanyemba ·Monako ·Monthenegiro ·Morudhovha ·Musande Marino ·Noruweyi ·Ostiriya ·Polandi ·Putugaro ·Rakisombhegi ·Rativhiya ·Rhashiya ·Rishenistayini ·Ritwaniya ·Romania ·Saipurasi ·Serubhiya ·Speini ·Swidheni ·Turuki ·Vhatikani ·Vugiriki ·Vufini ·Vukireni ·Vusvwisi ·Yerelendi ·Yisirandi

Nyukura kubva ku "https://sn.wikipedia.org/w/index.php?title=Bherarusi&oldid=105239"
Mipanguro:

[8]ページ先頭

©2009-2025 Movatter.jp