Movatterモバイル変換


[0]ホーム

URL:


Svetuka kuchirochemo
Wikipedia
Tsvaga

Bhahari re Chukuchi

Kubva Wikipedia

Bhahari re Chukuchi (Chirhashiya: Чуко́тское мо́ре,muChirhoma:Chukótskoye móre), dzimwe nguva rinodanwa richinziBhahari re Chuuku,Chukotsuki kanaChuukotsuki bhahari re muganhurwa weGungwa re Arutiki. Rakagomberedzwa kumadokero eRumaniko rwe Lon'hu, kubva paChitsuwa che Wirangeli, uye kumabvazuva neNuvhuku,Alaska, kupfuura parereBhahari re Bhiwufoo.Rumaniko rwe Bheringa unovumba muganhurukwa wayo weruchemhembemhembe uye unokochekerana neBhahari re Bheringa uyeGungwa re Pasifiki. Mukova wechimotsi reBhahari re Chukuchi iUveleni muRhashiya. Mutsara weMusi weDhidhizha unopesanisana ne Bhahari re Chukuchi kubva kumaodzanyembaemadokero uye chamhembechemabvazuva. Rakatsenuruka nechekumabvazuva kuvemberukana neChistuwa che Umukiliri seVupangamene weOkurugi weChukotika pagurunyika re Rhashiya.

Rakadanwa kutodzaVachukuchi vanogara pahombekombe regururundu re Chukotika.

Ringai zve:

[chinjirudza |chinjirudza mabviro]
Nyukura kubva ku "https://sn.wikipedia.org/w/index.php?title=Bhahari_re_Chukuchi&oldid=111183"
Mipanguro:

[8]ページ先頭

©2009-2025 Movatter.jp