Movatterモバイル変換


[0]ホーム

URL:


Svetuka kuchirochemo
Wikipedia
Tsvaga

Ostiriya

Kubva Wikipedia
(runangakatsva kubva kuAustria)
Republic of AustriaRepublik Österreich
Mureza wePoland
Rwiyo: Land der Berge, Land am Strome, "Land of Mountains, Land by the River"

Ostiriya (kurevaAustria;Chijerumani:Österreich sokutiUs'tyeria paChishona) kanaAwustiriya, uye pachihofisi ichinziRudhende rwe Awustiriya, inyika yakakomberedzwa inowanikwa chikamu chekuchamhembe kwe Yuropu Yepakati, yakagadzikwa kuMaharupusi (kureva Alps). Ifedherari ye mavuso mapfumbabwe, imwe yayo iri gutaguruVhiyena (kurevaVienna), gutaguru uye muvuso ne huwandu hwe vanhu. Nyika iyi yakaganhurwa neJerumani kumaodzanyembaemadokero, uye Rudhende rwe Cheki kumaodzanyemba,Sirovhakya kumaodzanyembaemabvazuva,Hangariya kumabvazuva,Sirovheniya uyeItari kuchamhembe, neVusvwisi uyeRishenistayini kumadokero. Inotora ruwa rinosvika of 83,879 km2 (32,386sk mi) uye ine huwandu hwe vanhu unosvika 9 miriyoni.

Guta guru racho iVhiyena.



Yuropu

Andora ·Arubhaniya ·Arumeniya ·Azeribhaijani ·Bherarusi ·Bherujyamu ·Bhoziniya ne Herizegovhina ·Bhuritani ·Bhurugariya ·Cheki ·Dhanemaki ·Estonia ·Furanzi ·Holandi ·Hlovhakiya ·Hlovheniya ·Hungariya ·Itari ·Jojiya ·Jerumani ·Kazakhistani ·Kurohesha ·Maruta ·Masedhoniya Maodzanyemba ·Monako ·Monthenegiro ·Morudhovha ·Musande Marino ·Noruweyi ·Ostiriya ·Polandi ·Putugaro ·Rakisombhegi ·Rativhiya ·Rhashiya ·Rishenistayini ·Ritwaniya ·Romania ·Saipurasi ·Serubhiya ·Speini ·Swidheni ·Turuki ·Vhatikani ·Vugiriki ·Vufini ·Vukireni ·Vusvwisi ·Yerelendi ·Yisirandi

Nyukura kubva ku "https://sn.wikipedia.org/w/index.php?title=Ostiriya&oldid=100397"
Mipanguro:

[8]ページ先頭

©2009-2025 Movatter.jp