Movatterモバイル変換


[0]ホーム

URL:


Svetuka kuchirochemo
Wikipedia
Tsvaga

Amai

Kubva Wikipedia

Amai (Chingezi: mother)mai,mhai kanamhamha zvinoreva mukadzi akakutakura munhumbu, akazokuzvara.

Mukutaura kweChiShona shoko rokuti Amai rinozoshandiswazve kutaura vakoma nevanin'ina vaAmai vakakuzvara. Vose ndivanaAmai. Rimwe izwi rinoreva amai nderekutinyina - ndiro riripo patsumo inoti:mbudzi kudya mufenje hufananyina.

Senzira yokuremekedza imwe nguva ChiShona chinodaidza madzimai ari pazera rokunge vakaroorwa kuti amai kana kutiambhuya.

  • Manyenye (strong maternal protective urge) svichireva moyo waamai wakasimba pakudzivirira vane.
  • Mapanze kanamabvumwa (quickness of human growth). Zvichida ndipo panobva zita rokutiMapanzure.
  • Kutimura (to tie child on back) zvichireva kubereka mwana kumusana. Zvichida ndipo panobva zita rokutiTimuri kanaMutimuri??

Tsumo

[chinjirudza |chinjirudza mabviro]
  • Mai musuva usingasehwi mumuto.
  • Nhamo inhamo amai havaroodzwi.
  • Kusina amai hakuendwe.
  • Chitanduro ndaamai, mugoti unopihwa anyerere: (kuchiturikirwa competent judge is mother, the stirring stick is given to the quiet one)
  • Amai vanodzvemeredza vana nababa: a mother sees to it that her children become inseparably united to their father.
  • Chinozipa chinoregwa zamu ramai takarirega. Whatever is delicious is to be left since we gave up our mother's breast.
  • Zvikoni-zvikoni amai havaroodzwi. Impossible things are impossible things; a mother cannot be forced to marry.
  • Charamba-charamba, pfuma yamai haikanirwi. What has failed has failed; the mother's wealth cannot be fought for.
  • Kukwira inyore kuburuka kudana mai. It is easy to climb but descending (will cause one) to call for his mother.
  • Mwana kuberekwa vaviri, mugota hamuchemi kacheche. (Some things cannot be done by one person alone, like conceiving a child).

Mituro ye Afrika

[chinjirudza |chinjirudza mabviro]

Mitauro Yakapinda ku Chishona

[chinjirudza |chinjirudza mabviro]
Nyukura kubva ku "https://sn.wikipedia.org/w/index.php?title=Amai&oldid=110511"
Mipanguro:

[8]ページ先頭

©2009-2025 Movatter.jp