Movatterモバイル変換


[0]ホーム

URL:


Svetuka kuchirochemo
Wikipedia
Tsvaga

Allah

Kubva Wikipedia
Zita ra Allah muChiarabhu

Allah (Chiarabhu: الله,muchirhoma:Allāh) ishoko rinjee reChiarabhu renoshandiswa kurevaMwari. MuChingezi, shoko iri rinowanzo dudzirwa Mwari muUyisalama. Ishoko rinofungidzirwa kunzi rakavambwa kubva pakupfupiswa pemazwi okutial-ilāh, kureva "mwari", uye rinehukama paururumi ne mashoko eChiaramu okuti Elah ne eChisiriya ܐܲܠܵܗܵܐ (ʼAlāhā) uye eChihebheru okutiEl (Elohim) kureva Mwari. Mhando yekuti Allah yechikadzi inofungidzirwa kuve shoko rokuti Allat.

Shoko rokutiAllah rakagara richishandiswa neVaarabhu vanonamta zvinamato zvakasiyana kubva munguva yemushure meUyisalama. Maarabhu ekushure kwe Uyisalama ainamatamunamatwi mukurukuru avaiti Allah, uye pamwe ne vamwe vanamatwi vaive vadoko musimba.Muhammad akashandisa shoko rokutiAllahkukombisazanodzamu rokuti Mwari.Allah akagara achishandiswa seneno rokuti Mwari neVasalama (vose vechiArabhu ne vasiri) uye kunyangwe neVakristu vechiArabhu kunyangwe muketevera meneno rokuti "al-ilāh" na "Allah" watanga kushandiswa zvinopesanisana muChiarabhu Chekare ne uzhinji hwe Vaarabhu vainge vave Vasalama. Rinoshandiswa wo kahobho, neVabhabhi,Vabhaha'i,Vamandaa,Vaindonesi uye Vakristu vekuMaruta, pamwe neVajudha vechiSefaradhi, pamwe neVagagauzi. Kushandiswa kumwechete neVakristu uye Vasikhi vekuMalayizha yeMadokero kwakapedzisira kwakonzeramigogo yehutonganyika uyemronzo.

Mamwe mashoko:

[chinjirudza |chinjirudza mabviro]
Nyukura kubva ku "https://sn.wikipedia.org/w/index.php?title=Allah&oldid=110823"
Mipanguro:

[8]ページ先頭

©2009-2026 Movatter.jp