Movatterモバイル変換


[0]ホーム

URL:


Svetuka kuchirochemo
Wikipedia
Tsvaga

Afughanistani

Kubva Wikipedia
Republic of Afghanistanافغانستان
Rwiyo: ملی سرود, "Afghan National Anthem"

Afughanistani (kurevaAfghanistan,Chiperusiya: افغانستان‎; muChipashito: Afġānistān‎) inyika iri muEzhiya. Pachihofisi inonziUamire we Chiyisalama we Afughanistani, inyika yakakomberedzwa yakagadzikwa kuma-crossroads eEzhiya Yepakati ne Ezhiya ye kuchamhembe. Inowanzonzi Moyo we Ezhiya, yakaganhurwa nePakistani kumabvazuva ne kuchemhembe,Irani kumadokero,Turukimenistani kumaodzanyembaemadokero,Uzebhekistani kumaodzanyemba,Tajikistani kumaodzanyembaemabvazuva, uyeChayina kumaodzanyembaemabvazuva ne mabvazuva. Inotora 652,864 skweya makiromita (252,072sk mi) ye chisi, nyika iyi izere ne ma-plains e makomo kumaodzanyemba ne kuchamhembechemadokero, anopatsanurwa ne rhenji ye gomo re Hindu Kush. Kubva muna 2021, ine huwandu we vanhu unosvika 40.2 miriyoni, vanosanganisa ruzhinji rwe rudzi rweVapashitu,Vatajiki,Vahazara, neVauzebheki.

Gutaguru rayo rinonziKabhura kuChivanhu, kurevaKabul.


Ezhiya

Afughanistani ·Arumeniya ·Azeribhaijani ·Bhahareyini ·Bhangaladhesha ·Bhuruma ·Bhurunei ·Bhutani ·Chayina ·India ·Indonezha ·Irani ·Iraki ·Isiraeri ·Istimuri ·Japani ·Jojiya ·Jorodhani ·Kambodhiya ·Kazakhistani ·Kerigistani ·Koriya Chamhembe ·Koriya Maodzanyemba ·Kuwayiti ·Morudhivhi ·Mongoriya ·Neparu ·Omani ·Pakistani ·Kataa ·Raosi ·Rebhanoni ·Rhashiya ·Saipurasi ·Saudhi Arabhiya ·Sin'apowo ·Sri Lanka ·Siriya ·Tajikistani ·Turuki ·Turukimenistani ·Mubatanidzwa weMaamire eUarabhu ·Uzibhekistani ·Vhiyetinamu ·Vufiripina ·Vumalayi ·Vuthayi ·Yemeni

Nyukura kubva ku "https://sn.wikipedia.org/w/index.php?title=Afughanistani&oldid=110817"
Mipanguro:

[8]ページ先頭

©2009-2025 Movatter.jp