Movatterモバイル変換


[0]ホーム

URL:


Svetuka kuchirochemo
Wikipedia
Tsvaga

A

Kubva Wikipedia

ibhii rekutanga muduramazwi

Mabhi eChiratini(semuChishona)
AaBbBhCcChDd
DhEeFfGgHhIiJj
KkLlMmNnOoPpQq
RrRhSsTtUuVvVh
WwXxYyZz
Mabhiihwaro eChishona
AEIOU
BBhBvBzvBg
PPhPfPsvPẋ/Pkġ
JCDDhDhl
ChXQ[N 1]TThl
DyDzDzvDvF
TyTsTsvTvVh
WHGKl[1]Y
V/KġKKr[2]N'
MMbMvMn'Ny
N--Nyn'-
NjNdNdhlNgNs
NzvNthNthlNkhNz
Nc[N 2]Nx[N 3]Nq[N 4]Gc[N 5]Gq[N 6]
N'c[N 7]N'x[N 8]N'q[N 9]Gx[N 10]Qx[N 11]
LSShSkSp
RZZh--
StSvSvcHl
-ZvZvcTẋ/Tkġ

A (sokutaurwa ringanzi 'arh' pachidoko "a") ibhii reChiratini rinowanikwa mumabumbiro emabhi mazhinji pasirose zvichisanganisaChishona. MuChishonazvinzvovera zvinoteverazvinzvanyira zvose, pane dzimwenguva dzinobviswa zvinzvovera shoko richiramba richinzwisisika pakunyora. Pamusoro pezvo, pakunyorachisleng'i[C 1] panemamwe mashoko anonyorwa asina zvinzvovera, kasi kunyangwe zvakadaro [ A ] harisi bhii rinobvisika.

Mashandisirwo a-A

[chinjirudza |chinjirudza mabviro]

tarisai futiChishona, uyeBumbiro reMabhi eChishona

KuChivanhu [A] inzvovera,chisazita uye rinoshandiswa sechiremekeso.

Sesazitasingwi panoshandurwa 'Iye' anonyorwa sa 'A-' (kanaWa zvichienderana neChishona chirikutaurwa)

Sechiremekeso [ A-] anoshandiswa sechiiswashure pazita remunhu arikutaurwa nezvake, chipfupiso cha [Va-] kana [Wa-]. Semuenzaniso, rinogonakuiswa kumashure kwedumidzo remunhu wacho sengeababa,atete; uye rinogona kuiswa kumashure kwezita sengaaMariya,aFarai.

Chirevo:

[chinjirudza |chinjirudza mabviro]
  1. slang., kurevasleng'i kanachisleng'i paChishona

Mabviro eruzivo

[chinjirudza |chinjirudza mabviro]
  1. Q ibhii rekudzvanya rinowanikwa uye rinoshandiswa muChindau., ndiwo wega mutauro weChivanhu unozivikanwa uchishandisaQ parizvino.
  2. Nc ibhii rekudzvanya rinowanikwa uye rinoshandiswa muChindau., ndiwo wega mutauro weChivanhu unozivikanwa uchishandisa Nc parizvino.
  3. Nx ibhii rekudzvanya rinowanikwa uye rinoshandiswa muChindau., ndiwo wega mutauro weChivanhu unozivikanwa uchishandisaNx parizvino.
  4. Nq ibhii rekudzvanya rinowanikwa uye rinoshandiswa muChindau., ndiwo wega mutauro weChivanhu unozivikanwa uchishandisaNq parizvino.
  5. Gc ibhii rekudzvanya rinowanikwa uye rinoshandiswa muChindau., ndiwo wega mutauro weChivanhu unozivikanwa uchishandisaGc parizvino.
  6. Gq ibhii rekudzvanya rinowanikwa uye rinoshandiswa muChindau., ndiwo wega mutauro weChivanhu unozivikanwa uchishandisaGq parizvino.
  7. N'c (rinowanikwa kuChinguni saNgc) ibhii rekudzvanya rinowanikwa uye rinoshandiswa muChindau., ndiwo wega mutauro weChivanhu unozivikanwa uchishandisa N'c parizvino.
  8. N'x (rinowanikwa kuChinguni saNgx) ibhii rekudzvanya rinowanikwa uye rinoshandiswa muChindau., ndiwo wega mutauro weChivanhu unozivikanwa uchishandisaN'x parizvino.
  9. N'q (rinowanikwa kuChinguni saNgq) ibhii rekudzvanya rinowanikwa uye rinoshandiswa muChindau., ndiwo wega mutauro weChivanhu unozivikanwa uchishandisaN'q parizvino.
  10. Gx ibhii rekudzvanya rinowanikwa uye rinoshandiswa muChindau., ndiwo wega mutauro weChivanhu unozivikanwa uchishandisaGx parizvino.
  11. Qx ibhii rekudzvanya rinowanikwa uye rinoshandiswa muChindau., ndiwo wega mutauro weChivanhu unozivikanwa uchishandisaQx parizvino.
  1. Kl, rakatorwa kubva kuChingezi, rinowanikwa mumashoko ekutorazve.
  2. Kr, ibhii rakatorwa kubva kuChingezi., rinowanikwa mumashoko ekutorazve, sengeKristu.
Nyukura kubva ku "https://sn.wikipedia.org/w/index.php?title=A&oldid=111485"
Mipanguro:

[8]ページ先頭

©2009-2025 Movatter.jp