Movatterモバイル変換


[0]ホーム

URL:


Svetuka kuchirochemo
Wikipedia
Tsvaga

2012

Kubva Wikipedia
2012
Wurukati:Wurukati rechiTatu
Zanagore:Zanagore re Makumimairi

Zanagore re Makumimairi-nemotsi

Zanagore reMakumimairi-nembiri

Gumikati:Ma2000 |Ma2010 |Ma2020|

Ma2030 |Ma2040 |Ma2050

Makore:<< |2010 |2011 |2012 |2013 |2014 |

2015 |2016 |2017 |2018 |2019 |>>

Gore ra-2012 (sho:zvuruzviiri-neguminembiri) raive gore rinjee rakatanga musi waSvondo muKarenda ya Gregori. Raive gore re zvuruzviviri-negumimbiri muZera Rinjee (ZN) uyeAnno Domini (AD)dzemishariro, gore rechiguminembiri muWurukati rechiTatu uyeZanagore re Makumimairi-nemotsi, pamusoro pezvo, raive gore rechitatu muGumikati reMa2010.

Zvivuko

[chinjirudza |chinjirudza mabviro]

Gore ra2012 ndiro rakange rakavukirwa kuti raive gore rekupera kwezvinhu zvose pasirose. Gore ra2012, kumamwe makarenda raive gore ra2020, izvi zvinoenderana nema karenda anosangai Karenda ye Vamaya, Karenda ye Sansikirit uye Karenda yeItopiya, gore rainzi 2020 nevamwe vanhu vose ivo vaive mugore ra2012. Gore ra 2020 sezvinozivikwa pasirose ndiro gore rakatangaDzihwamupengo, pamwe makarenda aya aivuka kushanduka kwe rugare ne kurarama sekwunozivikwa nevanhu vose, nekuti hupenyu hwakashanduka kakuru kubva mugore iroro.

Mashoko

[chinjirudza |chinjirudza mabviro]

Ringai zve:

[chinjirudza |chinjirudza mabviro]
Nyukura kubva ku "https://sn.wikipedia.org/w/index.php?title=2012&oldid=111722"
Mipanguro:

[8]ページ先頭

©2009-2026 Movatter.jp