Movatterモバイル変換


[0]ホーム

URL:


Svetuka kuchirochemo
Wikipedia
Tsvaga

2004

Kubva Wikipedia
2004
Wurukati:Wurukati rechiTatu
ZanagoreZanagore re Makumimairi

Zanagore re Makumimairi-nemotsi

Zanagore reMakumimairi-nembiri

Gumikati:Ma2000 |Ma2010 |Ma2020|

Ma2030 |Ma2040

Makore:<< |2000 |2001 |2002 |2003 |2004 |

2005 |2006 |2007 |2008 |2009 |>>

Gore ra-2004 (sho:zvuruzviiri-nechina) raivegore rakatanga musi waChina muKarenda ya Gregori, raive gore rezvuruzviiri-nechina reZera riNjee[C 1] (ZN) uyeAno Dhomini (AD)dzemishariro[C 2], gore rechina muWurukati rechiTatu uye muZanagore re Makumimairi-nemotsi, ne gore rechishanu mugumikati reMa2000.

Zviitiko

[chinjirudza |chinjirudza mabviro]
  • Ndira 6
    • Kuvakwa kwe chivako, Burj Khalifa, icho chivakwa chirefusa chakagadzirwa nerwuko rwemunhu chakatangwa muDhubhaiMUA.
  • Ndira 25
    • Chihambachadenga cheNASA chinonzi MER-B (Mukana) chakamhara pameso weMurongazuva.
  • Kukadzi 4
    • Mark Zuckerberg wakabudisa “VoFesibhuku”, iyo yakazodaniwa kunziFesibhuku, webhusayiti yechisoshari yekunetiweka ye vadzidzi ve Yunivhesiti ye Havhadhi.
  • Kukadzi 9
    • Maura Murray, munhu akanyereteka madekwa pamberi pekuitika kwe tsaona mu Rhutu 112 kudhuze ne Woodsville, New Hampshire, musha waive mujarati reHaverhill, kuAmerika. Mudzidzi weChikoti akange ave pedyo nekuguma gore rechitatu kuYunivhesiti ye Masachusetsi Amhesti panguva yekunyereteka kwake.

Mashoko

[chinjirudza |chinjirudza mabviro]

Ringai zve:

[chinjirudza |chinjirudza mabviro]

Chirevo:

[chinjirudza |chinjirudza mabviro]
  1. Zera riNjee., kurevacommon year
  2. mushariro., kurevadesignation
  3. chihambachadenga., kurevaspacecraft.
Nyukura kubva ku "https://sn.wikipedia.org/w/index.php?title=2004&oldid=111735"
Mipanguro:

[8]ページ先頭

©2009-2026 Movatter.jp