Movatterモバイル変換


[0]ホーム

URL:


Omniglot - the online encyclopedia of writing systems & languages

Babel

The Tower of Babel (Genesis 11: 1-9)

chiShona (Shona)

  1. Zvino nyika yose yakaramba iine mutauro mumwe chete uye iine mashoko mamwe chete.
  2. Pavaifamba vachienda nechokumabvazuva vakazowana bani munyika yeShinari, vakagara imomo.
  3. Vakatanga kutaurirana vachiti: “Uyai! Ngatiite zvidhinha, tizviomese nokuzvipisa.” Naizvozvo zvidhinha zvakava matombo avo, asi bhitumini yakava dhaka ravo.
  4. Zvino vakati: “Uyai! Ngatizvivakire guta uyewo shongwe ine musoro unosvika kumatenga, uye ngatizviitirei zita rakakurumbira, kuti tirege kupararira panyika pose.”
  5. Jehovha akaburuka kuti aone guta racho norusvingo rwacho zvakanga zvavakwa nevanakomana vevanhu.
  6. Jehovha akazoti: “Tarira! Ivo vanhu vamwe, vose vane mutauro mumwe chete, uye izvi ndizvo zvavanotanga kuita. Chokwadi, zvino hapana chavangafunga kuita chavachatadza.
  7. Uya zvino! Ngatiburuke tinovhiringidza mutauro wavo ikoko kuti varege kunzwanana mitauro yavo.”
  8. Naizvozvo Jehovha akavaparadzira panyika pose vachibva ipapo, uye zvishoma nezvishoma vakarega kuvaka guta racho.
  9. Ndokusaka rakatumidzwa kuti Bhabheri, nokuti Jehovha akanga avhiringidza mutauro wenyika yose ipapo, uye Jehovha akanga avaparadzira panyika pose vachibva ipapo.

From:Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene

Information about Shona |Phrases |Numbers |Tower of Babel

Tower of Babel in Bantu languages

Bangi,Bemba,Benga,Beti,Bulu,Chichewa,Dawida,Haya,Kamba,Kiga,Kikuyu,Kinyarwanda,Kirundi,Kongo,Koti,Kwangali,Kwanyama,Lamba,Lingala,Lomwe,Lozi,Luba-Katanga,Luganda,Luragooli,Mbunda,Mpongwe,Ndau,Ndebele,Ndonga,Nkore,Northern Sotho,Nyakyusa,Sango,Sena,Shona,Soga,Southern Sotho,Sukuma,Swahili,Swati,Taita,Tetela,Tonga,Tsonga,Tswana,Tumbuka,Venda,Xhosa,Yao,Zulu

Other Tower of Babel translations

By language |By language family

[top]


Green Web Hosting - Kualo

You can support this site byBuying Me A Coffee, and if you like what you see on this page, you can use the buttons below to share it with people you know.

 

The Fastest Way to Learn Japanese Guaranteed with JapanesePod101.com

If you like this site and find it useful, you can support it by making a donation viaPayPal orPatreon, or bycontributing in other ways. Omniglot is how I make my living.

 

Language skills in just 10 minutes a day with Ling

Note: all links on this site toAmazon.com,Amazon.co.uk andAmazon.fr are affiliate links. This means I earn a commission if you click on any of them and buy something. So by clicking on these links you can help to support this site.

[top]

Omniglot BlogRadio Omniglot PodcastCeltiadurOmniglot YouTube ChannelTunes, songs and podcasts on SoundCloudOmniglot Facebook Fan ClubInstagramTikTokBlueskyPolyglot City (Mastadon

Copyright © 1998–2026Simon Ager | Email:The email address to contact Omniglot |Hosted by Kualo


[8]ページ先頭

©2009-2026 Movatter.jp